Vachiona baba vangu vakaona imwe hama yavo yavaiva nemhandu dzavo vari vapenyu vakakumbira kuti varoore mwana wamai vavo mushakabvu vakaona mwana wamai vake achipeperetswa nemhepo hapana chakabuda kunze kwechiso chete. akamuona achiita seaishungurudzika. Zvino amai vemunhu anetsana nababa vakabva vaoneka kuna baba vangu vese vari vatema vachityisa vakatakura mabhurashe ebvudzi akawandisa vakagara vachiaisa pamberi pavo vakaudza baba kuti vaida roora vanasikana vake