Ndiri muhope ndakaona shamhu iri pasi pevhiri, pandakanyatsoitarisa ndakaona iri katsi hombe yegrey ndikatya, amai vakabva vauya kuroom kwangu tichibva tamhanya tichivatevera kusvika vapedza. akabuda mumba achibva anyangarika, tichibva tawira pasi.