Ndakarota mainini vachishongedza mwana wavo achienda kumuchato handizivi kuti ndiani asi ndakagara ndikavabvunza kuti vaizoenda here kumuchato.