Ndakarota imbwa nhema iripakati nepakati isiri diki kana hombe iri dema yakahukura ichindirwisa asi haina kundiruma baba varipadhuze neni imbwa iyi taiva nayo zuva rakasvika. anesu hapana chaakaita asi ndaitya zuva raaihukura achiuya ndinovimba kududzira Mwari vakupei zvakanaka